Johane 8:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Muranda haagari mumba nokusiŋgaperi; mŋanakomana ndiye unogara nokusiŋgaperi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana ndiye anogara nokusingaperi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Zvino muranda haagari mumhuri nokusingaperi, asi mwanakomana ndiye anogaramo nokusingaperi. See the chapter |