Johane 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋanyori naʋaFarise ʋakaʋuya kwaari nomukadzi wakaŋga aɓatwa acifeʋa ʋakamuisa pakati paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Vanyori navaFarisi vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achipfeva vakamuisa pakati pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vadzidzisi vomurayiro navaFarisi vakapinda nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamuita kuti amire pamberi peboka See the chapter |