Johane 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Maŋgwanani akadzokera ɀe kutembere, ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari; akagara pasi akaʋadzidzisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Panguva dzamambakwedza akazviratidzazve mutemberi, vanhu vakamuunganira, uye akagara pasi kuti avadzidzise. See the chapter |