Johane 7:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ndiciri nemi ŋguʋa ɗuku, ndigoenda kunowakandituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Ipapo Jesu akati kwavari, “Ndichiri nemi nguva duku, ndigoenda kune akandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Jesu akati kwavari, “Ndinongova nemi kwechinguva chiduku, uye mushure maizvozvo ndichazoenda kuna iye akandituma. See the chapter |