Online Bible

- Advertisements -




Johane 7:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mosesi akakutii muite dzingiso (zvisingarevi zvazvo kuti zvakabva kuna Mosesi asi kumadzitateguru enyu) asi imi munodzingisa munhu nezuva resabata.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nemhaka iyi Mosesi wakakupai dziŋgiso, (handiti ndeyaMosesi, asi yamadziɓaɓa); ɀino imi munodziŋgisa munhu nesaɓata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nemhaka iyi Mosesi akakupai dzingiso, (handiti ndeyaMosesi, asi yamadzibaba); zvino imi munodzingisa munhu neSabata.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mosesi akakutii muite dzingiso (zvisingarevi zvazvo kuti zvakabva kuna Mosesi asi kumadzitateguru enyu) asi imi munodzingisa munhu nezuva resabata.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi nokuda kwokuti Mozisi akakupai kudzingiswa (kunyange zvazvo kusina kubva kuna Mozisi, asi kumadzibaba enyu), imi munodzingisa mwana nomusi weSabata.

See the chapter Copy




Johane 7:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements