Johane 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akati kwavari, “Zadzai makate aya nemvura.” Ivo vakaazadza kuti tuba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jesu akati kwaʋari: Zadzai makate nemvura. Iʋo ʋakaazadza kuȿikira pamiromo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Jesu akati kwavari, “Zadzai makate nemvura.” Ivo vakaazadza kusvikira pamiromo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akati kwavari, “Zadzai makate aya nemvura.” Ivo vakaazadza kuti tuba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jesu akati kuvaranda, “Zadzai makate nemvura.” Saka vakaazadza kusvikira pamuromo. See the chapter |