Johane 16:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Vachakudzingai mumaSinagogu. Chokwadi, chokwadi nguva iri kuuya yokuti anokuurayai achafunga kuti ari kutoitira Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋacakuɓuɗisai mumasinagoge; asi ŋguʋa inoȿika, mumŋe nomumŋe wakakuʋurayai, ucati unoɓatira Mŋari ɓasa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vachakubudisai mumasinagoge; asi nguva inosvika, mumwe nomumwe wakakuurayai, achati anobatira Mwari basa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vachakudzingai mumaSinagogu. Chokwadi, chokwadi nguva iri kuuya yokuti anokuurayai achafunga kuti ari kutoitira Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vachakubudisai musinagoge; chokwadi ndechokuti, nguva iri kuuya yokuti munhu anokuurayai achafunga kuti ari kushandira Mwari. See the chapter |