Johane 13:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvavakanga vari pakudya kwamauro Dhiabhori akanga atoisa muna Judhasi Isikarioti, mwana waSimoni pfungwa yokumupandukira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋakati ʋorayira, Diaborosi atoisa mumŋoyo maJudasi Iskarioti, mŋanakomana waSimoni, kuti amupandukire; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vakati voravira, Dhiabhori atoisa mumwoyo maJudhasi Isikarioti, mwanakomana waSimoni, kuti amupandukire; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvavakanga vari pakudya kwamauro Dhiabhori akanga atoisa muna Judhasi Isikarioti, mwana waSimoni pfungwa yokumupandukira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kudya kwamadekwana kwakanga kwava kugoverwa, uye dhiabhori akanga aisa mumwoyo maJudhasi Iskarioti, mwanakomana waSimoni, pfungwa yokuti apandukire Jesu. See the chapter |