Genesi 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mazuʋa ose aNoa akaŋga ari mazana mapfumbamŋe namakumi mashanu, akafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Mazuva ose aNoa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pamwe chete, Noa akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi mashanu, uye akafa. See the chapter |