Genesi 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akati: Kanani ŋgaatukwe; Ucaʋa muranda waʋaranda kuʋakuru ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 akati, “Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 akati, “Kenani ngaatukwe! Achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” See the chapter |