Genesi 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndiʋaʋa ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaNoa; nyika yose yakazadzwa naʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Ndivava vakanga vari vanakomana vaNoa; nyika yose yakazadzwa navo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vatatu vaNoa, uye kwavari ndiko kwakabva vanhu vakapararira pamusoro penyika. See the chapter |