Online Bible

- Advertisements -




Genesi 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ndicaraŋgarira suŋgano yaŋgu iri pakati paŋgu nemi, napakati peɀipenyu ɀose ɀenyama; mvura haicazoʋi zhinji ɀe kuti iparadze ɀose ɀenyama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 ndicharangarira sungano yangu iri pakati pangu nemi, napakati pezvipenyu zvose zvenyama, mvura haichazovi zhinjizve kuti iparadze zvose zvenyama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 ndicharangarira sungano yangu pakati pangu nemi nezvisikwa zvipenyu zvose zvamarudzi ose. Mvura haingatongoitizve mafashamu kuti iparadze zvipenyu zvose.

See the chapter Copy




Genesi 9:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements