Online Bible

- Advertisements -




Genesi 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mazuʋa aAdama shure kwokuɓerekwa kwaSeti akaŋga ari makore anamazana masere; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mazuva aAdhamu shure kwokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Shure kwokuberekwa kwaSeti, Adhamu akararama kwamakore mazana masere uye akaberekazve vamwe vanakomana navanasikana.

See the chapter Copy




Genesi 5:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements