Online Bible

- Advertisements -




Genesi 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Adhamu akagara makore zana namakumi matatu ndokubereka mwana mukomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Adama wakagara makore anezana namakumi matatu, akaɓereka mŋanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Adhamu wakagara makore ane zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Adhamu akagara makore zana namakumi matatu ndokubereka mwana mukomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Adhamu akati agara makore zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana akafanana naye, akanga akamutodza; akamutumidza zita rokuti Seti.

See the chapter Copy




Genesi 5:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements