Genesi 49:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Judha mwana weshumba chaiyo, anobata nyama achibva adzokera kubako rake, ondozorora zvake akazvambarara. Seshumba hadzi hakuna angashinge kumumutsa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Juda mŋana weshumba; Iwe mŋanakomana waŋgu, wakwira ucibva paneɀakaʋurawa; Wakakotama, wakanyaŋga seshumba, Seshumbakadzi; ndianiko ucamumutsa? See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Judha mwana weshumba; Iwe mwanakomana wangu, wakwira uchibva pane zvakaurawa; Wakakotama, wakanyanga seshumba, Seshumbakadzi; ndianiko achamumutsa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Judha mwana weshumba chaiyo, anobata nyama achibva adzokera kubako rake, ondozorora zvake akazvambarara. Seshumba hadzi hakuna angashinge kumumutsa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uri mwana weshumba, iwe Judha; unodzoka kubva kune zvaunouraya, mwana wangu. Seshumba anonyangira uye anovata pasi, seshumbakadzi, ndiani anotsunga kumumutsa? See the chapter |