Genesi 49:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kutsamŋa kwaʋo ŋgakutukwe, nokuti kwakaŋga kuri kukuru; Nehasha dzaʋo, nokuti dzakaŋga dzakaipa; Ndicaʋaparadzanisa pakati paJakobo, Nokuʋaparadzira pakati paIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, nokuti kwakanga kuri kukuru; Nehasha dzavo, nokuti dzakanga dzakaipa; Ndichavaparadzanisa pakati paJakobho, nokuvaparadzira pakati paIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, kunotyisa zvakadai, uye hasha dzavo, dzaiva noutsinye kudai! Ndichavaparadzira muna Jakobho uye ndigovatsaura muna Israeri. See the chapter |