Genesi 47:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakatiwo kuna Farao, “Isu varanda venyu tauya kuzombogarawo munyika menyu muno nokuti hatichisina mafuro ezvipfuwo zvedu, kuKanani kwaita nzara huru kwazvo, zvino tinokumbirawo kuti tigare zvedu mudunhu reGosheni.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati kunaFarao: Taʋuya kuzogara tiri ʋatorwa munyika ino; nokuti hakunamafuro amakwai aʋaranda ʋenyu, nokuti kunenzara kunyika yeKanani; ɀino tinokumbira kuti ʋaranda ʋenyu ʋagare munyika yeGosheni See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vakati kuna Farao, “Tauya kuzogara tiri vatorwa munyika ino; nokuti hakuna mafuro amakwai avaranda venyu, nokuti kune nzara kunyika yeKenani; zvino tinokumbira kuti varanda venyu vagare munyika yeGosheni.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakatiwo kuna Farao, “Isu varanda venyu tauya kuzombogarawo munyika menyu muno nokuti hatichisina mafuro ezvipfuwo zvedu, kuKanani kwaita nzara huru kwazvo, zvino tinokumbirawo kuti tigare zvedu mudunhu reGosheni.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakatizve kwaari, “Tauya kuzogara kuno kwechinguva, nokuti nzara yakanyanya muKenani uye zvipfuwo zvavaranda venyu hazvisisina mafuro. Saka zvino, tapota regai varanda venyu vagare muGosheni.” See the chapter |