Online Bible

- Advertisements -




Genesi 39:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Jehova ɀino wakaŋga anaJosefa, akaramba acikwirira; akagara mumba matenzi wake, muEgipita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Jehovha zvino akanga ana Josefa, akaramba achikwirira; akagara mumba matenzi wake muIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire, uye aigara mumba momuIjipita, tenzi wake.

See the chapter Copy




Genesi 39:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements