Genesi 38:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Kuita kwaOnani hakuna kufadza Tenzi, ndokubva amuurayawo zvakare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Cinhu ici caakaita cakaŋga cakaipa pamberi paJehova; akamuʋuraya naiye ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Chinhu ichi chaakaita chakanga chakaipa pamberi paJehovha; akamuuraya naiyewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kuita kwaOnani hakuna kufadza Tenzi, ndokubva amuurayawo zvakare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvaakaita zvakanga zvakaipa pamberi paJehovha; saka akamuurayawo. See the chapter |