Genesi 36:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Ana akabereka mwana mukomana ainzi Dhishani akaberekawo mwanasikana ainzi Ohoribhama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaAna: Dishoni, naOhoribama, mukunda waAna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ava ndivo vanakomana vaAna: Dhishoni, naOhoribhama, mukunda waAna. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ana akabereka mwana mukomana ainzi Dhishani akaberekawo mwanasikana ainzi Ohoribhama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vanakomana vaAna vaiva: Dishoni naOhoribhama, mwanakomana waAna. See the chapter |