Online Bible

- Advertisements -




Genesi 36:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Esau akaroora madzimai echiKanani vaiti; Adha mwana waEroni werudzi rwavaHiti naOhoribhama mwana waAna, mwanakomana waZibheoni worudzi rwavaHivhi,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Esau wakawana ʋakadzi ʋake kuʋakunda ʋeKanani, ʋaiti: Ada, mukunda waEroni, muHeti, naOhoribama, mukunda waAna, mukunda waZibeoni, muHivi;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Esau akawana vakadzi vake kuvakunda veKenani, vaiti: Adha, mukunda waEroni, muHeti, naOhoribhama, mukunda waAna, mukunda waZibhioni, muHivhi;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Esau akaroora madzimai echiKanani vaiti; Adha mwana waEroni werudzi rwavaHiti naOhoribhama mwana waAna, mwanakomana waZibheoni worudzi rwavaHivhi,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi,

See the chapter Copy




Genesi 36:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements