Genesi 35:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ipapo ndipo pakafira Dhebhora akarera Ribheka. Akavigwa pasi pomuoku kumaodzanyemba kweBhetieri. Saka muti wacho wakatumidzwa zita rokuti Muoku Wokuchema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Debora, mureri waRebeka, akafa, akaʋigwa zasi kweBeteri munyasi momuouki; zita rapo rikanzi Aroni‐bakuti. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Debhora, mureri waRabheka, akafa, akavigwa zasi kweBheteri munyasi momuouki; zita rapo rikanzi Aronibhakuti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ipapo ndipo pakafira Dhebhora akarera Ribheka. Akavigwa pasi pomuoku kumaodzanyemba kweBhetieri. Saka muti wacho wakatumidzwa zita rokuti Muoku Wokuchema. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino Dhibhora, mureri waRabheka, akafa akavigwa pasi pomuouki mujinga meBheteri. Saka pakatumidzwa zita rokuti Aroni Bhakuti. See the chapter |