Genesi 35:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Akavaka atari ipapo akapatumidza zita rokuti Eribhetieri nokuti Mwari akanga azviratidza kwaari ipapo panguva iya yaakatiza mukoma wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akaʋaka’po artari, akatumidza zita renɀimbo iyo Eri‐beteri; nokuti Mŋari wakaŋga aɀiratidza kwaari ipapo, paŋguʋa yokutiza kwake pamberi pomukuru wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akavakapo atari, akatumidza zita renzvimbo iyoyo kuti Eribheteri; nokuti Mwari akanga azviratidza kwaari ipapo, panguva yokutiza kwake pamberi pomukuru wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akavaka atari ipapo akapatumidza zita rokuti Eribhetieri nokuti Mwari akanga azviratidza kwaari ipapo panguva iya yaakatiza mukoma wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akavaka aritari ipapo, akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Eri Bheteri, nokuti Mwari akazviratidza kwaari ipapo paakanga achitiza mukoma wake. See the chapter |