Genesi 35:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanakomana vaBhiriha muranda wechikadzi waRakeri ndiDhani naNafutari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 ʋanakomana ʋaBirha, murandakadzi waRakeri: Dani naNaftari; See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 vanakomana vaBhiriha, murandakadzi waRakeri: Dhani naNafutari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanakomana vaBhiriha muranda wechikadzi waRakeri ndiDhani naNafutari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vanakomana vaBhiriha murandakadzi waRakeri vaiva: Dhani naNafutari. See the chapter |