Online Bible

- Advertisements -




Genesi 35:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ipapo Jakobo akati kumhuri yake, naʋose ʋakaŋga ʋanaye: Bvisai ʋamŋari ʋedzimŋe ndudzi ʋari pakati penyu, ɀinatsei, mufuke dzimŋe ŋguʋo;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Saka Jakobho akati kune veimba yake nokuna vose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vavatorwa vamunavo, muzvinatse uye mupfeke dzimwe nguo dzenyu.

See the chapter Copy




Genesi 35:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements