Genesi 34:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Hamori akataurirana naye achiti, “Mwana wangu Shikemu ari kuda Dhina mwana wenyu chaizvo. Ko hamungabvume here kuti amuroore zvake ave mukadzi wake? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Hamori akataurirana naʋo, akati: Mŋeya womŋanakomana waŋgu, Shekemi, unoshuʋa mukunda wenyu; ɗomupai henyu iye, aʋe mukadzi wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Hamori akataurirana navo, akati, “Mweya womwanakomana wangu, Shekemu, unoshuva mukunda wenyu; domupai henyu iye, ave mukadzi wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Hamori akataurirana naye achiti, “Mwana wangu Shikemu ari kuda Dhina mwana wenyu chaizvo. Ko hamungabvume here kuti amuroore zvake ave mukadzi wake? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi Hamori akati kwavari, “Mwanakomana wangu Shekemu anodokwairira mwanasikana wenyu. Ndapota mupei henyu iye kuti ave mukadzi wake. See the chapter |