Genesi 33:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Esau akati, “Ko matanga namatanga ezvipfuwo andasangana nawo ndeeiko?” Jakobho akati, “Ndeokukutetai changamire kuti mundiitirewo tsiye nyoro.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akati: Ko ɓoka iri rose randasoŋgana naro ndereiko — Iye akati: Kuti ndiwane nyasha kunashe waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Akati, “Ko boka iri rose randasangana naro ndereiko?” Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha kuna ishe wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Esau akati, “Ko matanga namatanga ezvipfuwo andasangana nawo ndeeiko?” Jakobho akati, “Ndeokukutetai changamire kuti mundiitirewo tsiye nyoro.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Esau akati, “Ko, unorevei namapoka ose andasangana nawo aya?” Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha pamberi penyu, ishe wangu.” See the chapter |