Genesi 33:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Esau akatarisa akaona vakadzi navana akati, “Ko ava vaunavo ndivanaani?” Jakobho ndokuti, “Vana vangu ini muranda wenyu vandakapiwa naMwari nokuda kwenyasha dzake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akasimudza meso ake, akaʋona ʋakadzi naʋana, akati: Aʋa ʋaunaʋo ndiʋanani — Iye akati: Ndiʋo ʋana ʋakapiwa muranda wenyu naMŋari nenyasha dzake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Akasimudza meso ake, akaona vakadzi navana, akati, “Ava vaunavo ndivanani?” Iye akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari nenyasha dzake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Esau akatarisa akaona vakadzi navana akati, “Ko ava vaunavo ndivanaani?” Jakobho ndokuti, “Vana vangu ini muranda wenyu vandakapiwa naMwari nokuda kwenyasha dzake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Esau akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, “Ndivanaaniko ava vaunavo?” Jakobho akapindura akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.” See the chapter |