Genesi 32:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 achifunga kuti kana Esau akauya kune rimwe boka akariparadza, rimwe iri rinogona kutiza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 akati: Kana Esau akaȿika kunerimŋe ɓoka, akariparadza, ɓoka rakasara riŋgatiza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 akati, “Kana Esau akasvika kune rimwe boka, akariparadza, boka rakasara ringatiza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 achifunga kuti kana Esau akauya kune rimwe boka akariparadza, rimwe iri rinogona kutiza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akafunga akati, “Kana Esau akasvika akaparadza rimwe boka, boka rasara ringapunyuka.” See the chapter |