Online Bible

- Advertisements -




Genesi 32:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Jakobho akabva atya akatambudzika mumwoyo zvikuru, akakamura vanhu vavaiva navo nezvipfuwo nemombe nengamera ndokuita mapoka maviri,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Jakobo akatya kwaɀo, akatambudzika; akaparadzanisa ʋanhu ʋaakaŋga anaʋo, namakwai neŋombe namakamera, akaita mapoka maʋiri;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Jakobho akatya kwazvo, akatambudzika; akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo, namakwai nemombe namakamera, akaita mapoka maviri;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Jakobho akabva atya akatambudzika mumwoyo zvikuru, akakamura vanhu vavaiva navo nezvipfuwo nemombe nengamera ndokuita mapoka maviri,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo Jakobho akatya zvikuru uye akatambudzika, akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo mumapoka maviri, uye makwai nemombe nengamerawo.

See the chapter Copy




Genesi 32:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements