Genesi 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi Mwari akati musadye muchero womuti uri pakati pebindu, kana kuubata zvako nokuti mungafe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 asi kana iri micero yomuti uri pakati pomunda, Mŋari wakati: Regai kuudya, kana kuuɓata, kuti murege kufa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 asi kana iri michero yomuti uri pakati pomunda, Mwari akati, ‘Regai kuudya, kana kuubata, kuti murege kufa.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Mwari akati musadye muchero womuti uri pakati pebindu, kana kuubata zvako nokuti mungafe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 asi Mwari akati, ‘Hamufaniri kudya muchero unobva pamuti uri pakati pebindu, uye musaubata kuti murege kufa.’ ” See the chapter |