Genesi 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova Mŋari akasima munda muEdeni, kumabvazuʋa, akaisa’po munhu waakaŋga aʋumba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo. See the chapter |