Genesi 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jehova Mŋari akaʋumba munhu neguruʋa revu, akafuridzira mŋeya woʋupenyu mumhino dzake; munhu akaʋa mŋeya mupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jehovha Mwari akaumba munhu kubva paguruva revhu uye akafemera mweya woupenyu mumhino dzake, uye munhu akava mupenyu. See the chapter |