Genesi 18:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Abhurahamu akataurazve achiti, “Zvimwe muchawanikwa muine makumi mana.” Mwari akati, “Handingazviite nokuda kwamakumi mana iwayo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akataura ɀe naye, akati: Ɀimŋe kucawanikwa’mo makumi manna. Akati: Handiŋgaɀiiti nokuɗa kwamakumi manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Akataurazve naye akati, “Zvimwe kuchawanikwamo makumi mana.” Akati, “Handingazviiti nokuda kwamakumi mana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Abhurahamu akataurazve achiti, “Zvimwe muchawanikwa muine makumi mana.” Mwari akati, “Handingazviite nokuda kwamakumi mana iwayo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Zvakarezve akataura kwaari akati, “Ko, kana kukawanikwa makumi mana chete?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi mana iwayo, handingaiti izvozvo.” See the chapter |