Online Bible

- Advertisements -




Genesi 18:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Abhurahamu akaswedera pana Tenzi akati, “Ko muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino Abrahama wakasweɗera, akati: Mucaparadza ʋakarurama pamŋe cete naʋakaipa here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino Abhurahamu wakaswedera, akati, “Muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Abhurahamu akaswedera pana Tenzi akati, “Ko muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ipapo Abhurahama akaswedera kwaari akati, “Ko, muchaparadza vakarurama pamwe chete navakaipa here?

See the chapter Copy




Genesi 18:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements