Genesi 18:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Varume vaye vakabva ipapo, vakananga kuSodhomu. Abhurahamu akasara amire pana Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋaya ʋarume ʋakabva, ʋakaenda Sodoma; asi Abrahama wakaramba amire pamberi paJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vaya varume vakabva, vakaenda Sodhomu; asi Abhurahamu akaramba amire pamberi paJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Varume vaye vakabva ipapo, vakananga kuSodhomu. Abhurahamu akasara amire pana Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vanhu vaya vakabvapo uye vakaenda vakananga kuSodhomu, asi Abhurahama akaramba amire pamberi paJehovha. See the chapter |