Genesi 18:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akazviratidza kuna Abhurahamu ari pamiti yemioku yokwaMamure agere pamusuo wetendhe rake masikati zuva richipisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakaɀiratidza kwaari pamiti yemiouki yeMamre, agere pamukoʋa wetente masikati zuʋa ricipisa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha wakazviratidza kwaari pamiti yemiouki yeMamure, agere pamusuo wetende masikati zuva richipisa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akazviratidza kuna Abhurahamu ari pamiti yemioku yokwaMamure agere pamusuo wetendhe rake masikati zuva richipisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha akazviratidza kuna Abhurahama pedyo nemiti mikuru yeMamure panguva yaakanga agere pamukova wokupinda patende rake masikati zuva richipisa. See the chapter |