Genesi 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Abhuramu akapinda mumba naHagari akabva aita pamuviri. Kuzoti Hagari aona kuti ava napamuviri akatanga kushora Sarai, tenzikadzi wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akapinda kunaHagari, iye akatora mimba; ɀino wakati oʋona kuti waʋa nemimba, akashoʋora ʋatenzi ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Akapinda kuna Hagari, iye akatora mimba; zvino wakati aona kuti wava nemimba, akashora vatenzi vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Abhuramu akapinda mumba naHagari akabva aita pamuviri. Kuzoti Hagari aona kuti ava napamuviri akatanga kushora Sarai, tenzikadzi wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akavata naHagari uye Hagari akabata pamuviri. Paakaziva kuti akanga ava napamuviri, akatanga kuzvidza tenzikadzi wake. See the chapter |