Genesi 13:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Akazosumuka muNegevhu akafamba kudzamara asvika kuBhetieri padongo riya raakanga akadzika matendhe ake pakutanga riri pakati peBhetieri neAi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akafamba nzendo dzake acibva nyasi kuȿikira paBeteri, kunɀimbo iya kwaiʋa netente rake pakutaŋga, pakati peBeteri neAi; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Akafamba nzendo dzake achibva nyasi kusvikira paBheteri, kunzvimbo iya kwaiva netende rake pakutanga, pakati peBheteri neAi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akazosumuka muNegevhu akafamba kudzamara asvika kuBhetieri padongo riya raakanga akadzika matendhe ake pakutanga riri pakati peBhetieri neAi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kubva kuNegevhi akafamba nzvimbo nenzvimbo kudzamara asvika kuBheteri, kunzvimbo iri pakati peBheteri neAi kwaimbova netende rake kare See the chapter |