Genesi 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 ndiye tateguru wamarudzi aya anoti, vaJebhusi nevaAmori nevaGirigashi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 naʋaJebusi, naʋaAmori, naʋaGirgashi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 navaJebhusi, navaAmori, navaGirigashi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 ndiye tateguru wamarudzi aya anoti, vaJebhusi nevaAmori nevaGirigashi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 vaJebhusi, vaAmori, vaGirigashi, See the chapter |