Estere 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mhandara inenge yafarirwa namambo ngaive iyo vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti.” Izvi zvakafadza mambo vakaita saizvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ɀino musikana unofarirwa namambo ŋgaaʋe ʋahosi panɀimbo yaVashti. Iɀoɀo ɀikafadza mambo, akaita saiɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVashiti.” Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mhandara inenge yafarirwa namambo ngaive iyo vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti.” Izvi zvakafadza mambo vakaita saizvozvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvino musikana uyo anofadza mambo ngaave vahosi pachinzvimbo chaVhashiti.” Zano iri rakafadza mambo, uye akaita saizvozvo. See the chapterShona BIBLE4 “Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVashiti.” Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo. See the chapter |