Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Jehova akati kunaMosesi naAroni: Torai tsama dzamaɗota ecoto, Mosesi aakushire kuɗeŋga pamberi paFarao.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Torai tsama dzamadota echoto, Mosesi aakushire kudenga pamberi paFarao.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Torai tsama dzamadota kubva pachoto mugoita kuti Mozisi aakushe mumhepo pamberi paFaro.

See the chapter Copy




Eksodo 9:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements