Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mosesi akati kwaari, “Kana ndangobuda muguta muno, ndichasimudza maoko angu kuna Tenzi. Ipapo kutinhira kwemheni kuchanyarara, chimvuramahwe chichibva chapera. Ndipo pamunozoziva kuti pasi pano pose ndepaTenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mosesi akati kwaari: Kana ndaŋgoɓuɗa paguta, ndicatambanudzira maʋoko aŋgu kunaJehova; ipapo kutinhira kucanyarara, necimvuramabge hacicazoʋi’po; mucaziʋa kuti nyika yose ndeyaJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mosesi akati kwaari, “Kana ndangobuda paguta, ndichatambanudzira maoko angu kuna Jehovha; ipapo kutinhira kuchanyarara, nechimvuramabwe hachizovipo; muchaziva kuti nyika yose ndeyaJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi akati kwaari, “Kana ndangobuda muguta muno, ndichasimudza maoko angu kuna Tenzi. Ipapo kutinhira kwemheni kuchanyarara, chimvuramahwe chichibva chapera. Ndipo pamunozoziva kuti pasi pano pose ndepaTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Mozisi akapindura akati, “Pandichabuda muguta, ndichatambanudza maoko angu ndichinyengetera kuna Jehovha. Mutinhiro uchapera uye hakuchazovazve nechimvuramabwe, kuti ugoziva kuti nyika ndeyaJehovha.

See the chapter Copy




Eksodo 9:29

Follow us:

Advertisements


Advertisements