Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Chivhuramahwe chakarova munyika yose yeIjipiti. Chakarova zvinhu zvose zvaiva kumafuro, vanhu nezvipfuwo nezvirimwa zvose muminda nokutyoranisa miti yose musango.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Cimvuramabge cikaroʋa ɀose ɀakaŋga ɀiri kusaŋgo, ʋanhu neɀipfuwo, panyika yose yeEgipita; cimvuramabge cikaroʋa miriʋo yose yeminda, cikavuna miti yose yesaŋgo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Chimvuramabwe chikarova zvose zvakanga zviri kusango, vanhu nezvipfuwo, panyika yose yeIjipiti; chimvuramabwe chikarova miriwo yose yeminda, chikavhuna miti yose yesango.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Chivhuramahwe chakarova munyika yose yeIjipiti. Chakarova zvinhu zvose zvaiva kumafuro, vanhu nezvipfuwo nezvirimwa zvose muminda nokutyoranisa miti yose musango.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Munyika yose yeIjipiti, chimvuramabwe chakarova zvinhu zvose zvakanga zviri musango, zvose vanhu nezvipfuwo; chakarovera pasi zvose zvaimera musango ndokuparadza miti yose.

See the chapter Copy




Eksodo 9:25

Follow us:

Advertisements


Advertisements