Eksodo 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ucaramba uciŋgoɀikudza ucirwa naʋanhu ʋaŋgu, usiŋgaɗi kuʋatendera kuenda here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Iwe wakazvigadzirira kurwa navanhu vangu uye haudi kuvatendera kuti vaende. See the chapter |