Eksodo 9:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 nokuti rwendo runo kana ukasadaro ndichakuonesa nhamo dzinokurwadza mwoyo iwe pamwechete namachinda ako navanhu vako. Ndipo pauchazoziva kuti pasi pano pose, hapana mumwe akaita seni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti neŋguʋa ino ndicatuma maɗambudziko aŋgu ose pamsoro pomŋoyo wako, napamsoro paʋaranda ʋako, napamsoro paʋanhu ʋako, uziʋe kuti hapana‐wakafanana neni panyika dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti nenguva ino ndichatuma madambudziko angu ose pamusoro pomwoyo wako, napamusoro pavaranda vako, napamusoro pavanhu vako, uzive kuti hapana akafanana neni panyika dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 nokuti rwendo runo kana ukasadaro ndichakuonesa nhamo dzinokurwadza mwoyo iwe pamwechete namachinda ako navanhu vako. Ndipo pauchazoziva kuti pasi pano pose, hapana mumwe akaita seni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 kana zvikasadaro nenguva ino ndichatuma matambudziko angu ose pamusoro pako napamusoro pavaranda vako uye napamusoro pavanhu vako, kuti ugoziva kuti hakuna mumwe akafanana neni munyika yose. See the chapter |