Eksodo 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ŋaŋga dzakaŋga dzisiŋgagoni kumira pamberi paMosesi nokuɗa kwamamota, nokuti mamota akaŋga ari paŋaŋga napaʋaEgipita ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMosesi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napavaIjipiti vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nʼanga hadzina kugona kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota akanga ari pavari uye napavaIjipita vose. See the chapter |