Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 N'anga idzi dzakanyevera Farao dzichiti, “Changamire, Mwari bedzi ndiye aita izvi.” Sokureva kwakanga kwaitwa naTenzi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino ŋaŋga dzakati kunaFarao: Munwe waMŋari; asi mŋoyo waFarao wakawomeswa, akasaʋaterera, seɀakaŋga ɀarebga naJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino n'anga dzakati kuna Farao, “Munwe waMwari”; asi mwoyo waFarao wakaomeswa, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 N'anga idzi dzakanyevera Farao dzichiti, “Changamire, Mwari bedzi ndiye aita izvi.” Sokureva kwakanga kwaitwa naTenzi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Nʼanga dzakati kuna Faro, “Uyu munwe waMwari.” Asi mwoyo waFaro wakava mukukutu uye haana kuda kuteerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha.

See the chapter Copy

Eksodo 8:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements