Eksodo 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi ndokubva ataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao undoti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Pinda kunaFarao, uti kwaari: Ɀanzi naJehova: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandondinamata. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tendera vanhu vangu kuenda vandondinamata.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi ndokubva ataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao undoti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata. See the chapter |