Eksodo 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ƲaEgipita ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicitambanudza ruʋoko rwaŋgu pamsoro peEgipita, ndicibvisa ʋana ʋaIsraeri pakati paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichitambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndichibvisa vana vaIsiraeri pakati pavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye vaIjipita vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye ndichabudisa vaIsraeri kubva mairi.” See the chapter |